Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bufu kutaura izwi rokupikisa munhu anenge ati vanhu vanyarare.
1
Kuti bufu kutaura izwi rokupikisa munhu anenge ati vanhu vanyarare.
Kana uchiti ndinonyepa, ingoti bufu uvaone vachipinda muno iye zvino.
Ndinoda kuona anoti bufu iyeye, ndiye wandichapedzerana naye.
Nyaya yokuti Tsungai akange akatsika mwedzi haana kumboiti bufu kumunhu kana nemadzisekuru ake.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bufuka
Kubufuka kutaura nenzira inokanganisa runyararo runenge ruri panzvimbo.
VerengaSwipe for the next word