KwaunobvaDuramazwiBbudura

Duramazwi

budura

-pupfura

Zvinoreva

Kubudura kutsenga zvinhu zvakanyorovera.

1

Kubudura kutsenga zvinhu zvakanyorovera.

Kububudura kudya kunoita munhu chinhu chakaita sembambaira mbishi achiita zvokubanda.

Ndande itambo inotatamuka, inowanzoiswa muchiuno chezvikabudura kana zvimwewo zvipfeko.

Kabudura rudzi rwebhurugwa rine makumbo mapfupi asingapfuuri mabvi.

Zvakafanana

-pupfura

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

budza

Kubudza kubetsera mumwe munhu kubvisa poto kana hari pamoto.

Verenga

Swipe for the next word