KwaunobvaDuramazwiBbudza

Duramazwi

budza

Zvinoreva

Kubudza kubetsera mumwe munhu kubvisa poto kana hari pamoto.

1

Kubudza kubetsera mumwe munhu kubvisa poto kana hari pamoto.

Chinhu chekutanga chatitambudza muzvikoro umu inyaya yemari dzave kudiwa nezvikoro kuti zvidzidzo zvedu zvifambire mberi.

Vana vanotamba vachichabudza mvura pachivanze munguva dzokunaya.

Chii chinotanga pamwana sikana, kububudza kana kugeza?

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

budzi

Budzi chirimwa chinokura chichireburuka, chinofanira kubikwa chisati chakomba uye chinoberekwa nembesa inotanda.

Verenga

Swipe for the next word