Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pwe kutaura shoko rimwe chete rokupikisana nezvinenge zvataurwa kana kuti zvichifungwa nomumwe, izvo zvinozokonzera kuti wawapikisa akurove.
1

Iti pwe uone mazvambaradzire andinokuita.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pwera
Kupwera kuregera kuyamwisa mwana mukaka.
VerengaSwipe for the next word