Duramazwi · zita
pwere
teenage · teenager
mupwere
Duramazwi · zita
teenage · teenager
Pwere mwana mudiki asati ava kugona kuzvifungira kana kuzviitira zvinhu zvose.
Pwere mwana mudiki asati ava kugona kuzvifungira kana kuzviitira zvinhu zvose.
Chikomo shata divi rimwe ritambire pwere.
Kurayira kunoda pwere mukuru ndimambo.
Uchaona kuti raive basa guru makare kare kuraira vana kubva vachiri pwere kusvika vayaruka.
mupwere
Duramazwi
01 / 03pwereka
Kana munhu achinzi akapwereka anenge ane maitiro ehwana udiki achitaridza kusadzikama.
VerengaSwipe for the next word