Duramazwi
Zvinoreva
Kuti pwavasha kugara kwemunhu asina chaari kuita.
1
Kuti pwavasha kugara kwemunhu asina chaari kuita.
Ndakamuona akati zvake pwavasha parukukwe mumba musina kana moto.
Kuti pwavasha kugara kwemunhu asina chaari kuita.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pwe
Kuti pwe kutaura shoko rimwe chete rokupikisana nezvinenge zvataurwa kana kuti zvichifungwa nomumwe, izvo zvinozokonzera kuti wawapikisa akurove.
VerengaSwipe for the next word