KwaunobvaDuramazwiPpwatisa

Duramazwi

pwatisa

Zvinoreva

Kana munhu achipwatisa zvinhu anenge achizvidzvinya kuti zvomukati zvibude. Kana ukatsika madomasi aya unoapwatisa.

1

Kana munhu achipwatisa zvinhu anenge achizvidzvinya kuti zvomukati zvibude. Kana ukatsika madomasi aya unoapwatisa.

Ukuwo madzimai achipwatisa chikwee mudzimba.

Panoita rufaro kana amai vachipwapwatisa madomasi okubikisa huku.

Kupwapwatisa kubika zvinhu mumafuta zvichiita karuzha kekuputika kemafuta.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pwatsira

Kana munhu achipwatsira chibage pasi anenga achichibwodora nokuchisiya chakarara.

Verenga

Swipe for the next word