KwaunobvaDuramazwiPpwati

Duramazwi

pwati

Zvinoreva

Kana munhu ati pwati anenge angotanga kuseka nezwi riri pamusoro.

1

Achivaona Tendai akati pwati kuseka.

Kuti pwati pwati karuzha kanoita nemafuta panenge pachikangwa zvinhu pamoto.

Kana munhu ati pwati anenge angotanga kuseka nezwi riri pamusoro.

2

Kana chinhu chati pwati chinenge chabvajuka chichibuda zvomukati.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pwati pwati

Kuti pwati pwati karuzha kanoita nemafuta panenge pachikangwa zvinhu pamoto.

Verenga

Swipe for the next word