KwaunobvaDuramazwiMmunwe

Duramazwi · zita

munwe

fingertip · finger

Zvinoreva

Munwe imwe yenhengo shanu dzoruoko dzinoshandiswa pakubata chinhu kana kupfumbatira muchanza.

1

Munwe imwe yenhengo shanu dzoruoko dzinoshandiswa pakubata chinhu kana kupfumbatira muchanza.

Usapinza munwe mumwena unobuda wareba.

Uyu munwe wechipiri tichibva pachimunwe chikobvukobvu, unoshandiswa pakutendeka.

Kugofa kupinza munwe kana chitanda mumwena, uchitokonya kuti chinhu chapidamo chibude.

Zvakafanana

chigunwe

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munwi

Munwi munhu anonwa doro chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word