KwaunobvaDuramazwiCchigunwe

Duramazwi · zita

chigunwe

finger · thumb; finger; toe

Zvinoreva

Chigunwe ndechimwe chete chezvipatsanurwa zvishanu zviri kumberi kwetsoka kwakapatsanuka.

1

Chigunwe ndechimwe chete chezvipatsanurwa zvishanu zviri kumberi kwetsoka kwakapatsanuka.

Haiwa ngavandibvire, ivo vakandidyisa chigunwe chine ropa tisina kuwirirana wani?.

Dai vaive vamirira kunzwa kuti ndinoda here kana kuti handidi zvaive nani than kungopakira chigunwe mumukanwa.

Hamungamanikidzire munhu chigunwe chine ropa.

2

Chigunwe ndechimwe chete chezvipatsanurwa zvishanu zvinobva muchanza choruoko zvonononga nokubata zvinhu.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word