KwaunobvaDuramazwiCchigure

Duramazwi · zita

chigure

clown

chinyau

Zvinoreva

Chigure mutambo unotambwa navanhu vekuMalawi kana vokuZambia, kunyanya wavanotamba vakapfeka madhumbu uye vakazvivhara kumeso.

Mutambisi anopfeka zvisingazivikanwi (masked traditional dancer).

1

2

Zvakafanana

chinyau

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word