KwaunobvaDuramazwiCchigumura

Duramazwi · zita

chigumura

dismissal

Zvinoreva

Chigumura kubudiswa basa kwavashandi pakambani, zvichitevera kushaya mari kwayo kana kuti zvimwe zvinhu zvisisafambi zvakanaka.

1

Nokusatengwa kwerudzi rwezvicherwa zvedu, pamugodhi pachaitwa chigumura.

Chigumura kubudiswa basa kwavashandi pakambani, zvichitevera kushaya mari kwayo kana kuti zvimwe zvinhu zvisisafambi zvakanaka.

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word