Duramazwi · zita
Zvinoreva
Munya isadza rinenge rarara.
Munya kunyorova kunenge kwakaita chinhu asi chisingati tapatapa. Dzimwe hembe dzinoda kudhindwa dziine munya kuti dzinyatsotambanuka.
Kumunya kudya chinhu zvishoma nezvishoma sezvinoitwa nemujuru.
Munya isadza rinenge rarara.
Kana vanhu vachiita chibandira vanenge vachirima nemageja muchirimo pasi pasina munya wakakwana.
Javhura ivhu rinogara riine munya nguva dzose.
Munya kunyorova kunenge kwakaita chinhu asi chisingati tapatapa. Dzimwe hembe dzinoda kudhindwa dziine munya kuti dzinyatsotambanuka.
Munya kunyorova kunenge kwakaita chinhu asi chisingati tapatapa. Dzimwe hembe dzinoda kudhindwa dziine munya kuti dzinyatsotambanuka.
Munya kunyorova kunenge kwakaita chinhu asi chisingati tapatapa. Dzimwe hembe dzinoda kudhindwa dziine munya kuti dzinyatsotambanuka.
Takaita rushoka ndibereke tichitiza mago akanga asvosvwa naMunya.
Kana munhu achinzi akamunya mari yose anenge akaidya chinyararire vanhu vasingazvizivi.
Kumunya kudya chinhu zvishoma nezvishoma sezvinoitwa nemujuru.
Munya kunyorova kunenge kwakaita chinhu asi chisingati tapatapa. Dzimwe hembe dzinoda kudhindwa dziine munya kuti dzinyatsotambanuka.
Kana munhu achinzi akamunya mari yose anenge akaidya chinyararire vanhu vasingazvizivi.
Kumunya kudya chinhu zvishoma nezvishoma sezvinoitwa nemujuru.
Kana munhu achinzi akamunya mari yose anenge akaidya chinyararire vanhu vasingazvizivi.
Zvakafanana
nzviyu · muradzwa
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03munyadza
Munyadza muti une tumapazi tutete, tunokura tuchikwira mudenga, uye unoita maruva anenge ane tumhonzi mukati.
VerengaSwipe for the next word