KwaunobvaDuramazwiMmunyadza

Duramazwi · zita

munyadza

mupotanzoumukonanzoukapurupurumuputadereremutsikanzou

Zvinoreva

Munyadza muti une tumapazi tutete, tunokura tuchikwira mudenga, uye unoita maruva anenge ane tumhonzi mukati.

1

Zvakafanana

mupotanzou · mukonanzou · kapurupuru · muputaderere · mutsikanzou

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

munyahava

Munyahava muti unoita maruva machena, unobereka vana vakatsvukuruka uye unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura yakawanda.

Verenga

Swipe for the next word