KwaunobvaDuramazwiPputana

Duramazwi

putana

-una

Zvinoreva

Kuunyana.

1

Kuunyana.

Kuti pwashasha kuputana-putana kunoita vhiri kana richinge rabviswa mweya.

Kana hanzu yati fonyo inenge yaputana, isisina kuswatanuka.

Nhama idama rechembere rakaita zigomba uye rakaputana.

2

Kuputana kubofera mukati kunoita chinhu pamusana pokuti chashayiwa mvura kana kuti chatswanywa. Mugomo waputana nekugarwa.

3

Kuputana kuunyana kunoita ganda remunhu achembera.

Zvakafanana

-una

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pute

Kuti pute kudzimaidzika kwemunhu zvekuti anenge asisanyatsooni chakanaka nechakaipa.

Verenga

Swipe for the next word