Duramazwi
fovova
-fovovoka
Duramazwi
Kufovova kusvava kunoita mbambaira kana mbatata kana yagarisa isina kubikwa.

01 / 03fovovo
Fovovo imwe yembesa dzinenge dzakasvava, dzatadza kusvika zvakanaka. Chibage chakaomerwa chikaita mafovovo, zvokuti hatina kana kutombochidya gore rino.
VerengaSwipe for the next word