KwaunobvaDuramazwiKkokonyara

Duramazwi

kokonyara

Zvinoreva

Kupetana nekuda kwekuneta kana kupisa (to shrivel/contract).

1

Kupetana nekuda kwekuneta kana kupisa (to shrivel/contract).

Anofamba akakokonyara musana segudo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kokonyora

Kana mbambaira yakakokonyora inenge yakakombama, isina kuti twasu.

Verenga

Swipe for the next word