KwaunobvaDuramazwiKkokonyora

Duramazwi

kokonyora

Zvinoreva

Kana mbambaira yakakokonyora inenge yakakombama, isina kuti twasu.

1

Kana munhu achinzi anokokonyora anenge achifamba akakotamira, kazhinji kuri kuzvida.

2

Anofamba akakokonyara musana segudo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kokora

Kukokora kubvisa tsvina inenge yakanamira mukati mepoto inenge yatsviririra.

Verenga

Swipe for the next word