Duramazwi
Zvinoreva
Kukokora kubvisa tsvina inenge yakanamira mukati mepoto inenge yatsviririra.
1
Kukokora kubvisa tsvina inenge yakanamira mukati mepoto inenge yatsviririra.
Haasi makokokora iwayo atakanwa pamuchato wemwana wamufundisi!
Kukokora kubvisa tsvina inenge yakanamira mukati mepoto inenge yatsviririra.
Kireti yemakokokora kana yedoro remapaindi mabhodhoro makumi maviri nemana.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kokorodza
Kukokorodza mombe kudziunganidza kuti dzisungwe kana kutenherwa mudanga.
VerengaSwipe for the next word