KwaunobvaDuramazwiKkokorodza

Duramazwi

kokorodza

Zvinoreva

Kukokorodza mombe kudziunganidza kuti dzisungwe kana kutenherwa mudanga.

1

Kukokorodza mombe kudziunganidza kuti dzisungwe kana kutenherwa mudanga.

Kuti rimirire kukokorodza pfuma mwana wevanhu ari pamusha wababa vake zvaizomupinza mune zvinetswa zvakawanda.

2

Kukokorodza vanhu kufamba uchivasheedza kuti vaungane panzvimbo imwe.

N'anga yakakokorodza vanhu vese vemusha uyu, ichiti inoda kuvaratidza muroyi akanga avapedzera vana vavo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kokorora

Kukokorora kuchema kana kuti kurira kunoita matafi.

Verenga

Swipe for the next word