KwaunobvaDuramazwiKkokota

Duramazwi

kokota

Zvinoreva

Kukokota kushandisa zvigunwe kungurungudza tudyiwa twese tunenge twasarira twakanamira mundiro kana mupoto.

1

Kukokota kushandisa zvigunwe kungurungudza tudyiwa twese tunenge twasarira twakanamira mundiro kana mupoto.

Misambo Verenga ndima inotevera "Nhai Mazvikokota mwana wehandzvadzi yangu, watotisiya chokwadi?

Nhai Mazvikokota, zvino zvawaivavarira kuenda kusvondo uchiti nokuti wakadzidza hauchapindi svondo ko nhasi unonoti kudii kuna Mwari?

Kuti konongo kukokota twunenge twasaririra twezvekudya, nemunwe kana nekachitanda.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kokotera

Kokotera ibhawa repamusoro pakutsvinda, kazhinji rinenge riri rimwe divi rehotera rinodhura.

Verenga

Swipe for the next word