Duramazwi
Zvinoreva
Kufamba nenzira yeruremekedzo pano.
Kuti kokova kufamba wakapeta muviri kana kuti wakakombamira kunge unorwara.
1

Musopero idanda refu rine gonyo rinoshandiswa kukokova zvakaita sehuni dzinenge dziri pasingasvikiriki.
2

Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kokovara
Kukokovara kufamba kunoita munhu achembera kana anorwara akahodomara, chigotsigotsi chakakotamira.
VerengaSwipe for the next word