KwaunobvaDuramazwiNnhunha

Duramazwi · zita

nhunha

Zvinoreva

itik. Kunhunha kufamba wakakombama.

Inzwi rinoshandisirwa pakutsanangura ruzivo.

1

itik. Kunhunha kufamba wakakombama.

Kana munhu achitetembera anenge achitaura nhunha dzake kumidzimu.

Kudeketera kutaura nhunha dzako kuvadzimu.

2

Inzwi rinoshandisirwa pakutsanangura ruzivo.

Kana munhu achitetembera anenge achitaura nhunha dzake kumidzimu.

Kudeketera kutaura nhunha dzako kuvadzimu.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word