Duramazwi · zita
nhunzi
fly
Duramazwi · zita
fly
Nhunzi kambuyu kakati kurei, kano-bhururuka nokumhara pane zvoku-dya, kanoparadzira zvirwere uye ka-nonetsa vanhu munguva dzokupisa.
Nhunzi kambuyu kakati kurei, kano-bhururuka nokumhara pane zvoku-dya, kanoparadzira zvirwere uye ka-nonetsa vanhu munguva dzokupisa.
Mwanasikana wevanhu aiona seakanyanya kudiwa naBaTakue asi bodo nhunzi dzinoda zvakaorera.
Nhunzi dzaito pinda dzichibuda.
Mudzimu wakupa chironda wati nhunzi dzikudye.
Duramazwi
01 / 03nhunzvatunzva
Nhu-nzvatunzva munhu anonetsa nokuti haatereri zvinorehwa nevamwe, uye anonyepa nokuta makuwowa.
VerengaSwipe for the next word