KwaunobvaDuramazwiNnhunzvatunzva

Duramazwi · zita

nhunzvatunzva

Zvinoreva

Nhu-nzvatunzva munhu anonetsa nokuti haatereri zvinorehwa nevamwe, uye anonyepa nokuta makuwowa.

1

Nhu-nzvatunzva munhu anonetsa nokuti haatereri zvinorehwa nevamwe, uye anonyepa nokuta makuwowa.

Ndiye ave kuchitofanira kutitsvagira nhunzvatunzva iyi kuti ndiani?.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhunzvi

Nhunzvi ihuku, mbudzi, mhembwe kana hwai hadzi yakambobereka.

Verenga

Swipe for the next word