Duramazwi · chiito
bhururuka
flyaway · fly
Duramazwi · chiito
flyaway · fly
Kana shiri, kambuyu, ndege kana chimwe chinhu zvichibhururuka zvinenge zvichifamba nemumhepo zviri muchadenga.
Kana shiri, kambuyu, ndege kana chimwe chinhu zvichibhururuka zvinenge zvichifamba nemumhepo zviri muchadenga.
Nhunzi kambuyu kakati kurei, kano-bhururuka nokumhara pane zvoku-dya, kanoparadzira zvirwere uye ka-nonetsa vanhu munguva dzokupisa.
Hameno kuda aishanduka kuita shiri obva abhururuka hake nekuti zvepafeya chaipo paisangobudika pamba apa kana usina kutobuda nepagedhi.
Mujaho watanga, Jongwe akamhanya achibhururuka, achicheka mhepo.
Duramazwi
01 / 03bhururutsa
Kana ukabhururutsa shiri unenge waita kuti ibve payanga iri, ichitanga kufamba mudenga ichirova mhepo namapapiro.
VerengaSwipe for the next word