KwaunobvaDuramazwiBbhuruu

Duramazwi · zita

bhuruu

blue

Zvinoreva

Bhuruu ruvara runenge rwenyanza kana kuti rwedenga kana kusina makore.

1

Bhuruu ruvara runenge rwenyanza kana kuti rwedenga kana kusina makore.

Bhuruu ruvara runenge rwenyanza kana kuti rwedenga kana kusina makore.

Ngozha ishiri diki ine manhenga akatsvukuruka, nemamwe ebhuruu, uye muromo mutsvuku.

Mufufu muti une tumapazi tudiki, tune minzwa nemaruva anonhuhwirira erudzI rwebhuruu.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhuruvara

Kupera utsva kana kudzikira kukosha.

Verenga

Swipe for the next word