KwaunobvaDuramazwiBbhuruvara

Duramazwi

bhuruvara

Zvinoreva

Kupera utsva kana kudzikira kukosha.

1

Kupera utsva kana kudzikira kukosha.

Kana munhu abhuruvara anenge aondoroka nekurwara kana nezvimwewo zvinenge zvichinetsa.

Ichi chinhu chese chinobatsira kuti chimwewo chisadonha kana kubhuruvara.

Kana munhu abhuruvara anenge asisina upfumi hwaaisimbova nahwo.

2

Kusakara.

3

Kana munhu abhuruvara anenge aondoroka nekurwara kana nezvimwewo zvinenge zvichinetsa.

4

Kana munhu abhuruvara anenge asisina upfumi hwaaisimbova nahwo.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word