KwaunobvaDuramazwiBbvuruvadza

Duramazwi

bvuruvadza

Zvinoreva

Kubvuruvadza chinhu kuchisakadza.

1

Kubvuruvadza chinhu kuchisakadza.

Zvino zvaabvuruvadza bhurukwa raakatenga mwedzi wapera, iye akamiswa basa mazuva ano, achadii?

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvutu

Kuti bvutu kutora chinhu zvine mukundo uye nechimbi-chimbi.

Verenga

Swipe for the next word