KwaunobvaDuramazwiBbvuu

Duramazwi

bvuu

Zvinoreva

Kuti bvuu kuzunguza chimwe chinhu kuti chibve tsvina.

Kuti bvuu kubatwa nokutya.

1

Kuti bvuu kuzunguza chimwe chinhu kuti chibve tsvina.

Iti bvuu bhachi rangu ribve huruva.

Pandakaona shumba, ndakangoti bvuu ndokutadza kufamba.

2

Kana nyaya yanzi bvuu kuvanhu inenge yataurwa kwavari kuti vape pfungwa dzavo.

3

Kuti bvuu kubatwa nokutya.

Pandakaona shumba, ndakangoti bvuu ndokutadza kufamba.

Iti bvuu bhachi rangu ribve huruva.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvuudza

Kukonzera ruzivo.

Verenga

Swipe for the next word