KwaunobvaDuramazwiBbvururu (bvarara]

Duramazwi

bvururu (bvarara]

Zvinoreva

Kuti bvururu kurasika-rasika kwezvinhu pese pese.

1

Kuti bvururu kurasika-rasika kwezvinhu pese pese.

Mateko enzungu anga akati bvururu paruvanze.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvururutsa

Kubvururutsa zvinhu kuzvirasa pese pese.

Verenga

Swipe for the next word