KwaunobvaDuramazwiBbvurunura

Duramazwi

bvurunura

Zvinoreva

Kubvurunura tyava kuita kuti zvakairukisa zvipfamvanyuke.

1

Kubvurunura tyava kuita kuti zvakairukisa zvipfamvanyuke.

Bvurunura mberi kwetyava vako kuite semuswe wemombe.

Kubvurunura tyava kuita kuti zvakairukisa zvipfamvanyuke.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvurunyuka

Kubvurunyuka kusashambidzika.

Verenga

Swipe for the next word