Duramazwi
Zvinoreva
Kukonzera kuti mhepo ioneke.
1
Kukonzera kuti mhepo ioneke.
Iko zvino mabhatani ainge apiniwa nekuti chando chainge chavabvurudza.
Ita zvekusasa munyu panyama kwete kuibvubvurudza mauri nokuti unozowandisa.
Kubvubvurudza nyama mumunyu kuifambisa-fambisa mauri zvekuti unosara wanamira pairi, wakawandisa.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bvurukutu
Kuti bvurukutu kukaruka wawira pasi.
VerengaSwipe for the next word