KwaunobvaDuramazwiNnhungudzo

Duramazwi · zita

nhungudzo

Zvinoreva

Nhungudzo i-ngoma diki inoridzwa ichizotsinhi-rwa neimwe huru.

1

Nhungudzo idi-vi rengoma inoridzwa mativi ose, ri-noridzwa kuti ribudise karuzha kate-te.

Shindi rudzi rwengoma diki, inowanzoridzwa senhungudzo kungoma huru.

2

Nhungudzo idi-vi rengoma inoridzwa mativi ose, ri-noridzwa kuti ribudise karuzha kate-te.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhungumira

Nhungumira isora rine mashizha a-nodyiwa semuriwo, rinoita modzi dzinobatira pahembe kana ratumbu-ka.

Verenga

Swipe for the next word