Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhungo mapango anobatanidzwa nembariro kuita denga remba yeuswa.
Nhungo chibage chinotanga kubuda muvhu mushure mekukavirwa.
Nhungo mapango anobatanidzwa nembariro kuita denga remba yeuswa.
Takasvuura makavi ekusunga nhungo dzedenga rehozi.
Miti yakururama ndiyo inogadzirisa nhungo dzemba.
Chiruvi ndepanosangana nhungo nouswa hunenge hwakapfurira imba kana chimwewo chivakwa.
Nhungo chibage chinotanga kubuda muvhu mushure mekukavirwa.
Takasvuura makavi ekusunga nhungo dzedenga rehozi.
Miti yakururama ndiyo inogadzirisa nhungo dzemba.
Mugamutirii muti unosimwa nechinangwa chokuitisa nhungo kana mapuranga.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhungu
Nhungu inzvimbo inochengeterwa chibage chisati chatokonyorwa, kana dzimwewo mbeu dzisati dzarongedzwa mumasaga nemumatura.
VerengaSwipe for the next word