Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhungu inzvimbo inochengeterwa chibage chisati chatokonyorwa, kana dzimwewo mbeu dzisati dzarongedzwa mumasaga nemumatura.
1

2
Chidhanangare.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhungudzi
Nhungudzi i-ngoma inotanga kuridzwa panori-dzwa ngoma dzakasiyana-siyana.
VerengaSwipe for the next word