KwaunobvaDuramazwiKkokonati

Duramazwi · zita

kokonati

coconut

Zvinoreva

Kokonati muchero une ganda rakaoma zvikuru, rine tumveremvere nemukati makachena semukaka.

1

Makokonati anowanikwa kunzvimbo dziri padyo nenyanza.

Kokonati muchero une ganda rakaoma zvikuru, rine tumveremvere nemukati makachena semukaka.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kokono

Kuti kokono kukwatura zvinhu zvinenge zvakanamatira zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word