Kwaunobva/Duramazwi/F/fovovoka
Duramazwi
Kufovova.
Kana mukombe wafovovoka unenge waparwa, zviri mukati zvichibudiswa.
foya
Kutaura zvakawanda zvisiri izvo.
fozo
Kuti fozo kudonha kwechinhu kubva panzvimbo yakakwirira chaizvo.
fozodza
Kufozora.
Swipe for the next word