Duramazwi
Duramazwi
Kufozora.
Kufozora.
Kana uchipfozodza chimwe chinhu, unenge uchichiwisa kubva mudenga machinenge chiri.
Duramazwi
01 / 03fozoka
Kufozoka kudonha kubva panzvimbo pakakwirira, kazhinji mumuti. Baba vake vakafozoka pamawere vakaminyuka gumbo.
VerengaSwipe for the next word