Duramazwi01 / 03fuKana chinhu chati fu chinenge chapera kana kutsakatika zvekusa-zoonekwazve.Verenga→
Duramazwi02 / 03fu-uKuti fu-u kukurumidza kubika, zvokuti unobva wangopedza nekanguva kapfupi.Verenga→