Duramazwi
Zvinoreva
Kuti fu-u kukurumidza kubika, zvokuti unobva wangopedza nekanguva kapfupi.
Kuti fu-u kudziyisa zvakare chinhu changa chambotonhora.

Kuti fu-u kushinyira kunoita mvura kana chimwe chinhu chinenge chichivira pamwoto.

Zvakafanana
fo-o
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fudiga
Kufudigira.
VerengaSwipe for the next word