Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chati fu chinenge chapera kana kutsakatika zvekusa-zoonekwazve.
Kuti fu kufuridza mweya nomuromo.

Kuti fu-u kushinyira kunoita mvura kana chimwe chinhu chinenge chichivira pamwoto.
Kana chinhu chati fu chinenge chapera kana kutsakatika zvekusa-zoonekwazve.
Kuti fu-u kukurumidza kubika, zvokuti unobva wangopedza nekanguva kapfupi.
Kuti fu kunyangarika zvokungoerekana pasisina chamuri kuona, sezvinoita nyoka yapinda mumwena.
Kuti fu kufuridza mweya nomuromo.
Kana chinhu chati fu chinenge chapera kana kutsakatika zvekusa-zoonekwazve.
Kusitima kubika chika- fu chakavharwa nechiutsi chemvura iri kuvira.
Kuti fu kunyangarika zvokungoerekana pasisina chamuri kuona, sezvinoita nyoka yapinda mumwena.
Kuti fu kufuridza kunoita munhu mhino dzake kana achifura dzihwa.
Kuti fu kufema zvine chisimba, sezvinoita handira kana yashatirwa.
Kuti fu kufuridza kwaunoita uchibvisa tsvina kana guruva pachinhu.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fu-u
Kuti fu-u kukurumidza kubika, zvokuti unobva wangopedza nekanguva kapfupi.
VerengaSwipe for the next word