Duramazwi
Zvinoreva
Kuti fo-o kubuda kunoita mweya wakawanda uchitonzikwa, sezviya zvingaita chubhu yatsemuka.
Kuti fo-o kuita karuzha kunoita mvura iri pamoto kana yoda kuvira.

Kuti fo-o kukurumidza kubika zvokudya zvokuti unobva wangopedza pakarepo.

Zvakafanana
fu-u
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fobha
Kufobha munhu kumurova kumeso nechibhakera.
VerengaSwipe for the next word