Duramazwi
fo
liter
Duramazwi
liter
Kuti fo kuibva kunenge kuchangoita zvirimwa, senge chibage mumunda.
Kutswinya kana kufonyora kana kurira.

Kuti fo kutsimbidzira kana kudzvanyidzira mukati moruoko rwomumwe negunwe rako guru.
Kuti fo-o kukurumidza kubika zvokudya zvokuti unobva wangopedza pakarepo.
Kuti fo-o kubuda kunoita mweya wakawanda uchitonzikwa, sezviya zvingaita chubhu yatsemuka.
Kutswinya kana kufonyora kana kurira.
Kuti fo kutsimbidzira kana kudzvanyidzira mukati moruoko rwomumwe negunwe rako guru.
Kuti fo kuibva kunenge kuchangoita zvirimwa, senge chibage mumunda.
Kuti fo-o kuita karuzha kunoita mvura iri pamoto kana yoda kuvira.
Kuti fo kutswinya munhu zvine simba.
Kuti fo kutsimbidzira kana kudzvanyidzira mukati moruoko rwomumwe negunwe rako guru.
Kuti fo kurira kunoita mhepo inenge ichipfuura napamusoro pegaba rine muromo mudiki, iro rakashama.
Kuti fo kufonyora mabvi kunoita munhu kana achityora muzura.
Kuti fo kusenga mutoro pamusoro.
fe-e
Duramazwi
01 / 03fo-o
Kuti fo-o kubuda kunoita mweya wakawanda uchitonzikwa, sezviya zvingaita chubhu yatsemuka.
VerengaSwipe for the next word