KwaunobvaDuramazwiFfovovo

Duramazwi · zita

fovovo

Zvinoreva

Fovovo imwe yembesa dzinenge dzakasvava, dzatadza kusvika zvakanaka. Chibage chakaomerwa chikaita mafovovo, zvokuti hatina kana kutombochidya gore rino.

Kuti fovovo kusvava kunoita chinhu chakaita sembambaira kana yagarisa isina kubikwa.

1

Kana chinhu chati fovovo mativi acho anenge awira mukati.

2

3

4

Kuti fovovo kupererwa namashoko wakoneswa kana kuti wazonzwisisa zwawanga uchimbokakavara. Aifunga kuti andijumha, asi ini ndakamutsa-

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fovovodza

zvose zvanga zvaitika, akabva angoti fovovo kunyarara.

Verenga

Swipe for the next word