Duramazwi
Zvinoreva
Kutsemuka zvine ruzha kwechinhu chakagara.
1
Kutsemuka zvine ruzha kwechinhu chakagara.
Kana maputi ari kukangwa akati puti, anenge abudisa karuzha uye achitomhuka kana kutsemuka.
Muputi munhu ane tsika yekuputa fodya.
2
Kana maputi ari kukangwa akati puti, anenge abudisa karuzha uye achitomhuka kana kutsemuka.
3
Kuti puti kutsemuka kwechinhu chadzvanyirirwa icho chakazarisa. Paakadzvanyirira
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03putika
explode
VerengaSwipe for the next word