KwaunobvaDuramazwiPputira

Duramazwi

putira

insulate · wrap

Zvinoreva

Kuputira kumonera chinhu nebepa, mucheka kana chimwe chinhu.

1

Kuputira kumonera chinhu nebepa, mucheka kana chimwe chinhu.

Regai ndiputire mwana nejira angapindwe nechando.

Mafufu makanda anoputira tsanga dzechibage kana kuti nzungu, kana zvimwewo zvirimwa.

Rovhu tumunyepfu twakapfava twunoputira mhodzi dziri mukati memanhanga kana mapudzi.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

putiridza

Kuputiridza chinhu kunyatsomonera-monera zvakanaka nejira kana nebepa.

Verenga

Swipe for the next word