Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi akaputirwa anenge asati angwara, asingaoni zvaari kuitirwa iye kana kuti zviri kuita vamwe kuti upenyu hufambe.
1
Kana munhu achinzi akaputirwa anenge asati angwara, asingaoni zvaari kuitirwa iye kana kuti zviri kuita vamwe kuti upenyu hufambe.
Kubhadhanura kuvhura gwaro kana jira rinenge rakavharwa kana kuputirwa.
Pasuru zvinhu zvinenge zvakaputirwa zvinovigirwa kana kutumirwa munhu.
Shebheti chihwitsi chakareburuka, chitsvuku, chinoputirwa pamwe neupfu huchena hunotapira.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03putisa
VerengaSwipe for the next word