Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chari mucheka wakarukwa neshinda dzakakora, unoshansiswa kuputira vana vadiki kuti vasapindwa nechando, kana kufukidza mapendekete emadzimai kana kumonera muchiuno.
1
Chari mucheka wakarukwa neshinda dzakakora, unoshansiswa kuputira vana vadiki kuti vasapindwa nechando, kana kufukidza mapendekete emadzimai kana kumonera muchiuno.
Vakatenga chari, tuhembe twemubhero mongozivawo makuriro adzenge dzakaita kuti mucheche haangambokwane..
Kuti chari kupfuura nepamusoro pechinhu uchiita zvokuuruka.
Zvidhakwa zvaitamba ngoma zvichiti chachari chachari sezvichatsemura imba.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03charima
Charima kunze kwakasviba chaizvo. Kana kukaita makore usiku kunze kunoita charima.
VerengaSwipe for the next word