KwaunobvaDuramazwiCcharaka

Zvinoreva

Charaka mukana unogadzirwa paduvo kana chikandira, panoti hove dzinogona kupinda napo asi dzisisazokwanisi kubuda.

1

Zvakafanana

uraka · chikasa

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

charara

Charara itsika yokuenda kundovhima vanhu vachirara musango kwemazuva ane chitsama.

Verenga

Swipe for the next word